11 chaGunyana 12 2020 Jesu asati avepo uye Jesu avepo Avo vakagoverana nevamwe Jesu Kuramba hasha uye kugoverana rudo Kuramba zvakaipa ID: 815575
Download The PPT/PDF document "KUGOVERA NYAYA YAJESU Chidzidzo" is the property of its rightful owner. Permission is granted to download and print the materials on this web site for personal, non-commercial use only, and to display it on your personal computer provided you do not modify the materials and that you retain all copyright notices contained in the materials. By downloading content from our website, you accept the terms of this agreement.
Slide1
KUGOVERA NYAYA YAJESU
Chidzidzo
11
chaGunyana
12, 2020
Slide2Jesu
asati
avepo uye Jesu avepoAvo vakagoverana nevamwe JesuKuramba hasha uye kugoverana rudoKuramba zvakaipa uye kugoverana JesuKugovera nyaya yaJesu:Vimbiso yeruponesoKugoverana nevamwe Jesu
Tine nhau dzinoshamisa dzekugoverana nevamwe: Nyasha dzaMwari dzakaitirwa munhu wese,kwete vashoma vakasarudzwa.Vhangeri ndere munhu wese.Ruponeso nderwe munhu wese. Kuregererwa, tsitsi, kurerutsirwa pakutongwa, nenyasha ndezvemunhu wese.Jesu anoshandura hupenyu hwedu nerudo Rwake,uye anotikurudzira kuti tigoverane nevamwe zvatakasangana nazvo kuti ivowo vagoshandurwa.
Slide3JESU ASATI AVEPO UYE JESU AVEPO
“
kunyaŋge
takaŋga takafa mukuɗarika kweɗu, wakatiraramisa pamŋe cete naKristu (
makaponeswa nenyasha)” (VaEfeso 2:5)
Slide4KURAMBA HASHA UYE KUGOVERANA RUDO
“
Ʋaɗikanwa
, kana Mŋari akatiɗa saiɀoɀo, nesu ʋo tinofanira kuɗana.” (1 Johani
4:11)Vanhu veumwe musha muSamariya
vakaramba kupa Jesu nevadzidzi vake pokugara.Jakobho naJohani
vakazadzwa nehasha vakakumbira mvumo yekuparadza musha
uyu nemoto wedenga sezvakaitwa naErija akaitira
mamwe mauto aisaremekedza(2 Madzimambo 1:9-15).Zvakadaro,
nekufamba kwenguva,hukama hwavo naJesu hwakashandura
manzwiro nemifungo yavo. Bhuku raJohani
nematsamba aJohani zvakazara nerudo
kuna
Mwari
nemuvakidzani
wedu
(Jn. 13:35; 1Jn. 4:8; 2Jn. 1:6; 3Jn. 1:6-7).
Ndiro
simba
rekushandura raJesu rinenge richishanda matiri.
Slide5KURAMBA ZVAKAIPA UYE KUGOVERANA JESU
“
Wakati
aȿika mhiri kunyika yaʋaGadara, ʋanhu ʋaʋiri ʋaiʋa nemŋeya
yakaipa ʋakasoŋgana naye, ʋacibva kumarinda; ʋakaŋga ʋanehasha kwaɀo‐kwaɀo […]” (Mateo 8:28)Hapana aigona kupfuura nenzvimbo iyoyo mu Gadhara asina kurwiswa nevarume vaiva
nemadhimoni avo. Jesu nevadzidzi vake vakaburukira ikoko.
Zvakadaro
,
hupenyu
hwevarume
avo
vaiva
nemadhimoni
hwakashanduka
kwazvo
mushure
mekusangana
naJesu
.
Vakadzoreredzwa
panyama,papfungwa,pamanzwiro
uye
pamweya.
Ipapo, Jesu akavakumbira kuti agovere nyaya yavo nevanhu vose munharaunda iyoyo.Vaiva nenyaya yekutaura nekuti simba raKristu rainge rashandura mararamiro avo.Vaigona kugoverana nevamwe huchapupu pamusoro peupenyu hwavo nekukurudzira vamwe kuti vabvumidze Jesu ashandure hupenyu hwavo.
Slide6VIMBISO YERUPONESO
“
Ndakakunyorerai
ɀinhu iɀi kuti mugoziʋa kuti munoʋupenyu bgusiŋgaperi, iyemi munotenda kuzita
roMŋanakomana waMŋari.” (1 Johani 5:13)Shoko riri muBhaibheri riri pachena: avo vanotenda muna Jesu
vachaponeswa (Jn. 3:15, 36; 6:40, 47; Mabasa
16:31; 1Jn. 5:13). Hatifanirwi
kumirira kuti
titi zvino
takukodzera
kuti
tiponeswe.
Tinogona
kurasikirwa
neruponeso
(
Ek
. 32:33; Mt. 10:28; 2P. 2:20-21;
Zva
. 3:5, 11),
izvi
zvinoitika
bedzi
kana
tikaronga
kuramba
Mwari
mavune
.
Vimbiso yeruponeso inopa simba kuhuchapupu hwedu.Zviri nyore kugoverana
nevamwe zvaune
idi
nazvo kwazvo.Nguva dzose tsvaga mikana yekukurudzira vamwe kuti vatambire chipo cheupenyu husingaperi.
Slide7KUGOVERANA NEVAMWE JESU
“
Naiɀoɀo
ndinokumbira ɀikuru kwamuri, hama dzaŋgu, netsitsi dzaMŋari, kuti muise miʋiri
yenyu, ciʋe ciɓayiro cipenyu, citȿene, cinofadza Mŋari, ndiko kunamata kwenyu kwomŋoyo.” (VaRoma 12:1)Jesu anotikumbira kuti tipe zvese
kwaari (Rk. 9:23). Asi Iye akatipei? (ona Jn. 1:12; 10:10; 14:27; 1VaKo. 1:30)
Patinoona
zvose izvo Jesu
akatiitira,isu tichangofanirwa kumupa zvese kwaari kuri
kuzvipira–nyangwe zviine mutengo wakadini–
uye kugoverana nevamwe zvinoshamisa zvaakaita
matiri nezvaakatiitira.
Slide8“Tinofanirwa kuva
zvapupu
zvaKristu; tichazova kudai kana tikakura zuva nezuva kusvika muchimiro chakazara chevarume nevakadzi vari muna Kristu. Mukana
wakakosha kuti tikure saIye zuva regarega. Naizvozvo tichawana simba rekuratidza rudo rwedu kwaari mukutaura kwepamusoro kwakaperera, uye mifungo yedu ichakura
nekudzama,uye zvatinofunga zvichava zvemhando
yepamusoro uye zvichivimbisika
, panguva imweyo huchapupu
hwedu huchava
nehupenyu huzhinji nevimbiso
.”
E.G.W. (Sons and Daughters of God, March 6)