Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27 2019 Mapisarema 9 Tariro mukutongwa Mapisarema 82 Kutonga kwakarurama Mapisarema 101 Vatungamiri vakarurama Mapisarema 146 Mwari ID: 790481
Download The PPT/PDF document "TSITSI NEKURURAMISIRA MUNA MAPISAREMA NA..." is the property of its rightful owner. Permission is granted to download and print the materials on this web site for personal, non-commercial use only, and to display it on your personal computer provided you do not modify the materials and that you retain all copyright notices contained in the materials. By downloading content from our website, you accept the terms of this agreement.
Slide1
TSITSI NEKURURAMISIRA MUNA MAPISAREMA NA ZVIREVO
Chidzidzo
4 cha
Chikunguru
27, 2019
Slide2Mapisarema
9. Tariro mukutongwaMapisarema 82.
Kutonga
kwakaruramaMapisarema 101. Vatungamiri vakaruramaMapisarema 146. Mwari ane tsitsiZvirevo. Tsitsi nekururamisira
Mapisarema na Zvirevo magwaro maviri akanyatsoitirwa pazvinetso pamusoro pekurarama wakatendeka paunenge uri pakati pezviitiko zvemuupenyu ne miedzo. Ese magwaro ari maviri anopa njere dzawo pane pfungwa dza Mwari pamusoro pemagarisaniro evanhu uye hanya Dzake dzakakosha pamusoro pevarombo nevanotsikirirwa pakushandiswa.
Kuchema kwaMapisarema uye njere dza Zvirevo zvinoratidza kuti Mwari anoona uye anopindira kuti achengetedze avo vanoshairwa hanya nevamwe kana vanotsikirirwa pakushandiswa.Kana zvirizvo zviri Mwari pamusoro pazvo,tinofanirwa kuvawo.
Slide3Mapisarema
9TARIRO MUKUTONGWA
“
Nokuti unoshaiwa haaŋgakaŋganikwi nokusiŋgaperi,Nokutarira kwomurombo hakuŋgaperi nokusiŋgaperi.” (Mapisarema 9:18)Kutonga kusakarurama mupasi
rino rechitema kunokonzera kutambura. Zvinogonawo kupedzisira kuupenyu hweurombo ne kuiswa kunze.Mwari i "nhare yakasimba panguva yekutambudzika" (Mapisarema 9:9) kune varombo nevari kutambura.Pamusoro pazvo, tine tariro kuti Mwari uchatonga zvakarurama: "Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira." (Mapisarema 9:8).Avo vasiri kutongwa zvakarurama mupasi rino vane vimbo yekuti kutonga kwakarurama kuchavuya.Panguva iyo, uyo chete Mutongi oga anotonga zvakarurama achapa munhu wese mubayiro kana murango wake.
Slide4Mapisarema
82
KUTONGA KWAKARURAMA
“Sunuŋgurai ʋarombo naʋashaiwi.Ʋarwirei paruʋoko rwowakaipa.” (Mapisarema 82:4)
Mwari akaita mirairo yakarurama yairanga kutsikirira vamwe nekusaenzaniswa kwevanhu.Ndiye Mutongi mukuru, uye akapa masimba ake ekutonga kuvanhu vanofanirwa kutonga vachitevera mutemo wake wakarurama. Akavadana “vamwari” (v. 1, 6).Kana vakasa “sunungura varombo nevashaiwi … kubva muruwoko rwowakaipa" (v. 4), havasi kutonga zvakarurama. Zvinozokonzera kuti pave nekugarisana kusina kururama, uye Mwari achada tsanangudzo (v. 7).Tinogona kutambura nekuda kwekutonga kwakanganiswa, asi tinogona kuisa nyaya iyi zvekare kuti Mutongi ari pamusoro pevatongi vose aongorore uye atonge zvekare (v. 8).
Slide5Mapisarema 101
VATUNGAMIRI VAKARURAMA
“
Meso aŋgu acatarira ʋakatendeka panyika, kuti ʋagare neni;Munhu unofamba nenzira yakarurama
, ndiye uŋgaʋa mushumiri waŋgu..” (Mapisarema 101:6)Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo?Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga pasina zvinotsigira kwevatongi venyika (Sauro nevatungamiri vake).Apo akangogadzwa,akazvikomberedza nevanhu vakarurama,akarasa vanozvikudza uye avo vanoitira vokwavo makuhwa,vanonyengera,vanoreva nhema kana vanoita chero zvipi zvakaipa (v. 5, 7, 8).Kururama netsitsi zvakakoshera vatungamiri vakanaka: "Handiŋgaʋaʋariri cinhu cakaipa." (v. 3)
Slide6Mapisarema 146
MWARI ANE TSITSI“
Akaropafadzwa
munhu uyo ano mubatsiri wake Mwari waJakobho,tariro yake iri muna Jehovha Mwari wake.” (
Mapisarema 146:5)Mapisarema 146:6-9 inotikurudzira kuti tirumbidze Mwari Musiki wedu, uye tivimbe naye nekuti…Nzira yakanakisisa iyo tinogona kunamata Mwari nayo kuita semaitiro ake, nepatinogonesesa napo.
Slide7“Zvinhu
zvese zvakasikwa zvinoratidza kutenda kwazvo
kuMubati Mukuru nekuita nepese pazvinokwanisa kunakisa nyika uye kumiririra kururama kwa Mwari,nekudaro vanhu vanofanirwa kushingaira
kuti vamiririre kuperera kwa Mwari, vachimubvumira kuti ashande kubudikidza mavari donzo rake rekururamisira,tsitsi uye kunaka.”E.G.W. (Child Guidance, cp. 7, p. 54)
Slide8Proverbs
TSITSI NEKURURAMISIRA
Mashoko
ehungwaru kubva muna Zvirevo pakurarama kwedu kwe zuva ne zuva:
Slide9“Chero
chipi chekururamisira,tsitsi uye kusungunura chinoitisa
kuimba kudenga.Baba vari pachigaro chavo vanoona avo vanoita mabasa aya emutsa,uye vanovaverenga pamwe nepfuma yavo
yakakosha. 'Vachava vangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “pazuva randichaunganidza pfuma yangu inokosha.' Basa rese remutsa kune vanoshaiwa,vanotambura,rinotorwa sekunge raitirwa Jesu.Apo munosimbisa varombo panguva yavo yekumanikidzwa,mukanzwira varikutambura nevakatsikirirwa uye mukava shamwari kunherera,munosimbisa hukama hwenyu na Jesu.”E.G.W. (Testimonies for the Church, vol. 2, cp. 2, p. 25)